From the recording Vital Signs
from Vital Signs, released August 22, 2020
Composed and Produced by Vee Mukarati
Vocals : Vee Mukarati
Mbira: Othnell "Mangoma" Moyo
Mixed and Mastered by Michele Oliva
Lyrics
Hupenyu hwangu hwashata
Hupenyu hwangu hwaipa
Kutarisa kudai inhamo chete
Ndizvo zvandaida?
Aihwa kwete
Hupenyu hwangu hwaoma
Kurarama kwacho haikona
Kurara nenzara kufanezvirwere
Vazhinji votambura vashoma vagere
Ndiota sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani Baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Hupenyu hwacho hwaoma
(Hwaoma hwaoma)
Kurarama kwacho itsaona
(Itsaona itsaona)
Kurara nenzara kufanezvirwere
Vazhinji votambura vashoma vagere
Ndoita sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani Baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Tenzi
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndiota sei nhai Mwari
Pindirai
Ndibatsireiwo kani Ishe
Ndapinda mumasaisai
Ndapinda mumasaisai
Ndapinda mumasaisai
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Tenzi
Pindirai
Ndibatsireiwo kani Mwari vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani Ishe
Pindirai
Ndibatsireiwo kani Baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndapinda mumasaisai
Ndapinda mumasaisai
Ndapinda mumasaisai