0:00 / ???
  1. Masaisai Vol.1

From the recording Vital Signs

Your price

Masaisai Vol.1

Track download

Please choose a price: CHF CHF (CHF 1.50 or more)

Please pay at least CHF 1.50

or close

from Vital Signs, released August 22, 2020
Composed and Produced by Vee Mukarati
Lead Vocals + Saxophones & Clarinets + Bass Synth: Vee Mukarati
Backing Vocals + Djembe :Melody Mutembo
Balaphone +Djembe : Othnell "Mangoma" Moyo
Cellos : Vartan Baronian
Guitar : Giovanni Agostini
Mixed and Mastered by Michele Oliva

Lyrics

Hupenyu hwangu hwashata
Hupenyu hwangu hwaoma
Kutarisa kudai inhamo chete
Ndizvo zvandaida
Aihwa kwete
Hupenyu hwangu hwaipa
Kurarama kwacho itsaona
Kurara nenzara kufa nezvirwere
Vazhinji votambura vashoma vagere

Ndoita sei kani Ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani ishe?
Pindirai Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai

Hupenyu hwacho hwaoma
Kurarama kwacho haikona
Kurara nenzara kufa nezvirwere
Vazhinji votambura vashoma vagere

Ndoita sei kani Ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo kani mwari wangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei kani tenzi
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Hona ndoita sei kani ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo nhai mwari vangu
Ndapinda mumasaisai

Ndoita sei kani Ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Hona ndoita sei kani ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai
Ndoita sei nhai tenzi
Pindirai
Ndibatsireiwo kani mwari vangu
Ndapinda mumasaisai
Hona ndoita sei kani ishe?
Pindirai
Ndibatsireiwo kani baba vangu
Ndapinda mumasaisai