From the recording Vital Signs

Your price

Mutorwa (Alien)

Track download

Please choose a price: CHF CHF (CHF 1.50 or more)

Please pay at least CHF 1.50

or close

from Vital Signs, released August 22, 2020
Composed and Produced by Vee Mukarati
Lead Vocals + Saxophones & Clarinets : Vee Mukarati
Backing Vocals :Melody Mutembo
Djembe : Othnell "Mangoma" Moyo
Cello : Vartan Baronian
Mixed and Mastered by Michele Oliva

Lyrics

Usanditarise
Kana kundibvunza nzira
Nekuti ndirimutorwa
Pasi pano
Mhinduro yaunotsvaga
Ndiyo inonditadzisa kurara
Nekuti ndirimutorwa
Pasi pano
Zviningamupini zvose
Nazvo zvinokushusha kani
Zvinodishaisa hope
Pasi pano

Makomo nemikoto
Migwagwa nenjanji
Dzandinoziva dzirikure kani
Nekuti ndirimutorwa
Pasi pano
Makomo nemikoto
Migwagwa nenjanji
Dzandinoziva dzirikure kani
Nekuti ndirimutorwa
Pasi pano

Makomo nemikoto
Migwagwa nenjanji
Dzandinoziva dzirikure kani
Nekuti ndirimutorwa
Pasi pano
Makomo nemikoto
Migwagwa nenjanji
Dzandinoziva dzirikure kani
Nekuti ndirimutorwa
Pasi pano

Sakandati horoiye iye
Vakurupindirai kani
Horoiye iye
Ishe pindirai kani
Horoiye iye
Vakurupindirai kani
Horoiye iye
Ishe pindirai kani
Nekuti tirivatorwa

Horoiye iye
Vakurupindirai kani
Horoiye iye
Ishe pindirai kani
Horoiye iye
Vakurupindirai kani
Horoiye iye iye iye ye
Ishe pindirai kani
Nekuti tirivatorwa